Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mutauro nemaitiro emabhunu.
1
Mutauro nemaitiro emabhunu.
Chibhunu maitiro orusaruraganda aiitwa nevarungu panguva yavaitonga vatema noudzvanyiriri.
Chibhunu mutauro unotaurwa navarungu vechiAfrikaans.
Kana vanhu vachiita chibhunu pakurima nen'ombe vanenge vachirima miforo vachiita zvokutenderera vachikudza ndima imwe chete yakarimwa.
2

3
Chibhunu maitiro orusaruraganda aiitwa nevarungu panguva yavaitonga vatema noudzvanyiriri.
4
Kana vanhu vachiita chibhunu pakurima nen'ombe vanenge vachirima miforo vachiita zvokutenderera vachikudza ndima imwe chete yakarimwa.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chibhururukwa
Ichi chipuka chese chese chine mapapiro, chisiri shiri, uye chakakura kudarika tumbuyu.
VerengaSwipe for the next word