KwaunobvaDuramazwiRrusaruraganda

Duramazwi · zita

rusaruraganda

apartheid · racism · racist

rusarurokarabhaa

Zvinoreva

Kana munhu aine rusaruraganda anenge achingofarira vanhu vorumwe rudzi chete paganda nokuratidza kusema vemamwe marudzi.

1

KuSouth Africa ndiko kwakanyanya kumbotonga mabhunu achidzvanyirira vanhu vatema nokuita rusaruraganda.

Kana munhu aine rusaruraganda anenge achingofarira vanhu vorumwe rudzi chete paganda nokuratidza kusema vemamwe marudzi.

Chibhunu maitiro orusaruraganda aiitwa nevarungu panguva yavaitonga vatema noudzvanyiriri.

Zvakafanana

rusaruro · karabhaa

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word