KwaunobvaDuramazwiRrusaruro

Duramazwi · zita

rusaruro

discrimination · prejudice · prejudiced · stigma

musanangurorusarudzo

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ane rusaruro anenge ane tsika yokuitira vamwe vanhu zvakanaka, vamwe achivaitira zvakaipa.

1

2

Rusaruraganda.

3

Rusarurarudzi.

Zvakafanana

musananguro · rusarudzo

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rusasanhi

Rusasanhi tukwenzi tusingakuri, tunoita maruva eshora, akaurumbana, uye tunogona kuitiswa mitsvairo yapachivanze.

Verenga

Swipe for the next word