KwaunobvaDuramazwiUusarura

Duramazwi · zita

usarura

Zvinoreva

Rusaruraganda.

1

Rusaruraganda.

Zvipe mukana wekusarura pfungwa huru idzi.

Kana munhu aine rusemo pakudya, anenge achinyanya kusarura asingadi kungodya zvose-zvose.

Kukamba michero kusarura yakaibva uchisiya isati.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

usavi

Usavi inyama kana muriwo wokudyisa sadza.

Verenga

Swipe for the next word