KwaunobvaDuramazwiUusavi

Duramazwi · zita

usavi

muriwochiseveso

Zvinoreva

Usavi inyama kana muriwo wokudyisa sadza.

1

Usavi inyama kana muriwo wokudyisa sadza.

Unotondera here umwe musi wawakambobika usavi hunonaka.

Usavi hwaiva ushoma, sadza rakazara poto saka takatorumirira zvinyama kuti tigute.

Ambuya vakashozhonodza shozhonodza hari kuitira kuti vanyatsoona usavi hwaiva muhari.

Zvakafanana

muriwo · chiseveso

Mamwe mazwi ane U

U

Swipe for the next word