KwaunobvaDuramazwiMmuriwo

Duramazwi · zita

muriwo

vegetable

Zvinoreva

Muriwo mashizha anobva pazvirimwa kana zvimwewo zvakamera zvoga, anobikwa ozodyiswa sadza.

1

Muriwo mashizha anobva pazvirimwa kana zvimwewo zvakamera zvoga, anobikwa ozodyiswa sadza.

Ukangosekerera hwiza mangwana dzinokudyira muriwo.

Mangwana ndinoda kumuka ndichikwanhura magwanhurwa ari kutadzisa muriwo uyu kunyatsokura.

Muriwo werugare uyo wakombodza wava kuda kuchidzurwa, tidyare mumwe.

2

Muriwo kudya kwese kwakaita senyama, hove, mashizha nezvimwewo kunogona kudyiswa sadza.

Zvakafanana

usavi

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word