KwaunobvaDuramazwiMmuromodungo

Duramazwi · zita

muromodungo

Zvinoreva

Uku kuzvimbisa muromo nehasha nenharo.

1

Uku kuzvimbisa muromo nehasha nenharo.

Ukagoita muromodungo kudaro kunge une mwana wako waunogona kuranga sei?

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muronde

Muronde muti unokura zviri pakati nepakati unoti ukatanga kupfumvutira, vanhu vanoziva kuti mvura yava pedo nokunaya.

Verenga

Swipe for the next word