KwaunobvaDuramazwiMmuronde

Duramazwi · zita

muronde

Zvinoreva

Muronde muti unokura zviri pakati nepakati unoti ukatanga kupfumvutira, vanhu vanoziva kuti mvura yava pedo nokunaya.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word