Duramazwi02 / 03muronziMuronzi munhu anopa zvinhu zvake kune vamwe kuti vamuchengetere kwenguva yakareba.Verenga→
Duramazwi03 / 03muroodzaMuroodza muti unowanikwa munzvimbo dzine miti yakawanda neuswa hushoma, unobereka vana vanodyiwa vabikwa.Verenga→