Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muroodza muti unowanikwa munzvimbo dzine miti yakawanda neuswa hushoma, unobereka vana vanodyiwa vabikwa.
1

Kana vabereki vadyira mwanasikana danga vanenge vamuroodza vachitambira nokushandisa pfuma yaanobvisirwa nevarume vake.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muroodzi
Muroodzi munhu anobhadharira mumwe munhu pfuma pakuroora.
VerengaSwipe for the next word