KwaunobvaDuramazwiMmuroora

Duramazwi · zita

muroora

daughter-in-law

makotimuzakazimunyamwana

Zvinoreva

Muroora muti mudiki, unobereka michero inotarisika semabhanana asi iyo iri midiki diki.

Muroora mukadzi wemwanakomana wemhuri.

1

Muroora muti mudiki, unobereka michero inotarisika semabhanana asi iyo iri midiki diki.

Mutsamba yakadai unogona kunyorera shamwari yako yepamoyo, mudiwa wako, baba, amai, sekuru, tete, mukoma kana muroora.

Kana chiri chinyarikani chechiroora, muroora ane mapfekero okuti vanhu vakamuona vanobva vaziva kuti uyu muroora nemapfekero ake.

Muroora akabva ati sauti *kibi* mumuriwo, vanhu vakange vachatadza kuudya.

2

Muroora mukadzi wemwanakomana wemhuri.

Mutsamba yakadai unogona kunyorera shamwari yako yepamoyo, mudiwa wako, baba, amai, sekuru, tete, mukoma kana muroora.

Muroora akabva ati sauti *kibi* mumuriwo, vanhu vakange vachatadza kuudya.

Muroora aigwerededza paguyo nokuti aiva ajaira kugavisa zviyo.

Zvakafanana

makoti · muzakazi · munyamwana

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

murori

bikwa kubva mubundo rinowanzo-mera mugomo.

Verenga

Swipe for the next word