Duramazwi · zita
muroro
muembe
Duramazwi · zita
Muroro kamuti kanowanzomera mumapani, kasingarebi, kanoita mashizha makuru uye kanobereka vana vanoita ruvara rweshora pakuibva uye vane mhodzi dzakawanda mukati.

Gwenzi romuroro rinorapa zvakawanda.
Mhangwa ihavi huru yokuda kudya tunovavira mumuroro.
muembe
Duramazwi
01 / 03muroti
dreamer
VerengaSwipe for the next word