Duramazwi · zita
Zvinoreva
Murotso mushonga unopiwa munhu kuti akwanise kurota zvinhu zvinomubatsira pane zvaanoda.
1

Murotso mushonga unopiwa munhu kuti ataure akarara zvaasingadi kubudisa pachena akasvinura.
2

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03murove
Marsh
VerengaSwipe for the next word