Duramazwi · zita
muroyi
sorcerer · witch
mutopoti
Duramazwi · zita
sorcerer · witch
Muroyi munhu anoshandisa mishonga nezvidhoma kukuvadza kana kuuraya vamwe.
Muroyi munhu anoshandisa mishonga nezvidhoma kukuvadza kana kuuraya vamwe.
Akati Kana mai vakave muroyi nevana varoyawo ndiani?, anoda kuonererwa Lennon.
Zvisingarevi kuti ndiri muroyi or mufemberi but chitoriwo Chipo changu chandakapiwa naMwari.
Kuroora mukadzi roora muroyi unofuma wowana chinokurwisira daka.
mutopoti
Duramazwi
01 / 03muRozvi
MuRozvi munhu anoyera mwoyo ine chidawo chinonzi Dhehwa.
VerengaSwipe for the next word