KwaunobvaDuramazwiTtsvete

Zvinoreva

Tsvete kutaura kwekufadza munhu asi mukati mazvo musina chokwadi.

1

Tsvete kutaura kwekufadza munhu asi mukati mazvo musina chokwadi.

Tsvete kuitira zvinhu zvakanaka munhu waunoiziva kana waunofarira usinei navamwe vose.

Nharanganwa muguri wechibage, une tsanga dzakati imwe apo imwe apo, dzisina kuti tsvete.

Kana panzvimbo pakati tsvete-e panenge pakazara nevanhu kana mhuka.

2

Tsvete kuitira zvinhu zvakanaka munhu waunoiziva kana waunofarira usinei navamwe vose.

Zvakafanana

chizivano

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsvete-e

Kana panzvimbo pakati tsvete-e zvinhu zviripo zvinenge zvisisanyotsoonekwa nokuti panenge paine huruva kana utsi hwakawanda.

Verenga

Swipe for the next word