Duramazwi
Zvinoreva
Kana panzvimbo pakati tsvete-e zvinhu zviripo zvinenge zvisisanyotsoonekwa nokuti panenge paine huruva kana utsi hwakawanda.

Kana panzvimbo pakati tsvete-e panenge pakazara nevanhu kana mhuka.
Kuti tsvete-e kunamira kunoita zvinhu zvakaita zvi-bota. Mazino ake anga akati tsvete nedovi.
Kana mvura ikati tsvete-e inenge ichinaya yakawanda chaizvo.

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsvetera
Kana uchitsvetera unenge uchiisa dovi kana majarini pachingwa.
VerengaSwipe for the next word