KwaunobvaDuramazwiZzvii

Duramazwi

zvii

Zvinoreva

Kana kunze kwakati zvii kunenge kwakasviba, kusinganyatsoonekwa.

1

Kana kunze kwakati zvii kunenge kwakasviba, kusinganyatsoonekwa.

Zvokuita Zvii zvaunotarisirwa kuita mudunhu mako zvingaratidza kuti uri munhu ane hunhu?

Zvii zvingaitwe nenyika yako mukuedza kuderedza uhwandu hwevanhu vanosangana nedambudziko iri?

Zvii zvawakaisa muusavi hwako zvakaita kuti ubike zvinonaka kudai.

2

Kana muriwo wemumunda wakati zvii unenge wakasvibira chaizvo.

3

Tsvete-e.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word