KwaunobvaDuramazwiZzviitira

Duramazwi

zviitira

Zvinoreva

Kuzvimiririra.

1

Kuzvimiririra.

Munhu wacho aive akutoratidza kuti aive asisina kana chidiki chaaigona kuzviitira ega.

Pasacrifice vakaziva kuti havaizomupotsa zvachose nekuti iro basa Zoro aizviitira ega.

Ukaita chakanaka wazviitira uye ukaita chakaipa wazviitira saka chakanaka chakangonaka.

2

Kuzviitira kumama uchizvizadza netsvina yako pamuviri wako.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word