Duramazwi · chiito
ita
behave · perform · react · undertake · do
Duramazwi · chiito
behave · perform · react · undertake · do
munhu abaiwa jekiseni rokuti ae-ende kundovhiyiwa nachiremba.
Kukonzera kuti zvimwe zvinhu zviitike.
munhu abaiwa jekiseni rokuti ae-ende kundovhiyiwa nachiremba.
Maiguru vaive vatanditarisa neziso rakasara panzara riya rekundiudza kuti ita mafanizi uone zvandinokuita.
Ita izvi uchimaisa muzvikwata zvikwata wozonyora zita remupanda wacho.
Ita zvakare tsvakurudzo yekuti chii chinoitwa pagadziriro yekutora chitambi chekutyaira motokari.
Kukonzera kuti zvimwe zvinhu zviitike.
Maiguru vaive vatanditarisa neziso rakasara panzara riya rekundiudza kuti ita mafanizi uone zvandinokuita.
Ita izvi uchimaisa muzvikwata zvikwata wozonyora zita remupanda wacho.
Ita zvakare tsvakurudzo yekuti chii chinoitwa pagadziriro yekutora chitambi chekutyaira motokari.
Kuita kukonzera kuti zvimwe zvinhu zvitore nzvimbo na kuti zvivepo. Vakomana vaswera vachiita basa guru. Zvaunoita handizvidi.
Kuita kukonzera kuti zvimwe zvinhu zviitike. Chinondiita kuti ndidhakwe sitereki kugarorohwa nomudzimai.
Kuita kuva zvaunenge wava nokuda kwezvimwe zvikonzero. Ndakakutaurira kuti usazora mafuta okutsvukisa kumeso achakupisa manje chiona zvawaita.
Duramazwi
01 / 03Itari
italy
VerengaSwipe for the next word