Kwaunobva

gadzira

chiito
Zvinoreva
  1. 1

    Kuumba chinhu chitsva, kana kuita kuti chinhu chimire kana kushanda zvakanaka.

  2. 2

    Kugadzira kumisa kana kuumba kana kubatanidza chinhu chitsva.

    Asvikapo akaona kuti mamwe emabasa aiitiwa apa kugadzira makiyi emhando dzose.

  3. 3

    Kugadzira kuita kana kuronga zvinhu kuti zvimire zvakanaka.

    Gadzira basa rako kunze, Uzvigadzirire iro pamunda; Pashure ugovaka imba yako.

  4. 4

    Kana ukagadzira mudziyo unenge wafa unenge wauita kuti umire nokushandazve zvakanaka.

  5. 5

    Kugadzira kucheka mhuka hono kuti itadze kuzvarisa.

  6. 6

    Kugadzira mutambo wekudzora kana kunyaradza mweya wemufi.

  7. 7

    Kugadzira murume kumupa kana kumuisira mushonga wekuti aite zvaunoda iwe, kana kuti ashaye chimwe chinhu muupenyu hwake.

    Mai Nyembesi vakagadzira murume wavo kuti asamboda kuona hama dzake pamba pake.

  8. 8

    Kana munhu achigadzira musoro anenge achishongedza bvudzi kuti ataridzike zvakanaka.

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary