Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achimenda chinhu chakafa anenge achichigadzira kuti chigone kushandiswa-zve.
1

Kumenda kusona munhu uchivharidzira buri rehembe uchiita zvokurukirira kubva kumucheto kusvika pose pavhara.
2

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mendenenzi
Mendenenzi imari yekuriritira vana inofanira kupiwa kumubereki anosara navana nomumwe wevabereki vanenge varambana.
VerengaSwipe for the next word