Duramazwi
gadziridza
rearrange · renovate · readjust
-gadzirisa-gadzira
Duramazwi
rearrange · renovate · readjust
Kugadziridza kunatsa chinhu chambenge chakangani-sika.
Kugadziridza kunatsa chinhu chambenge chakangani-sika.
Kuti bindi kugadziridza hembe yanga isina kuvhara muviri zvakanaka kuti iuvhare.
Kupingura kugadziridza zvakashata zvinenge zvanyorwa kana kutaurwa nemumwe munhu.
Kuurunga kugadziridza chinhu, kunyanya chichiri kuumbwa, kuti chive chakatenderera.
-gadzirisa
-gadzira
Duramazwi
01 / 03gadziridzo
renovation
VerengaSwipe for the next word