Duramazwi · chiito
gadzirisa
rectify · simplify · correct
Duramazwi · chiito
rectify · simplify · correct
Kugadzirisa kuita kuti zvanga zvaitwa nenzira isina kururama zvinake.
Kugadzirisa kuita kuti zvanga zvaitwa nenzira isina kururama zvinake.
Ndakakagadzirisa mushe ndichibva ndavhara mabutton eshirt kwakubva ndagadzirisa netie yangu kwakubva ndabuda.
Zvinhu zvave kuzopinda mugwara, Gushungo vako vari kuzvigadzirisa nokukasika.
Izvi zvaivabatsira kuti vatore matanho okugadzirisa matambudziko aya zvisati zvashata.
Kana uchigadzirisa mudziyo wanga wafa unenge watsvaka munhu anouita kuti ushandezve zvakanaka.
-gadziridza
Duramazwi
01 / 03gadziriso
correction
VerengaSwipe for the next word