KwaunobvaDuramazwiGgadziriro

Duramazwi · zita

gadziriro

preparation · preparedness · preparations

Zvinoreva

Gadziriro zvirongwa zvinofanoitwa makanangana nechimwe chinhu chichazoitwa panguva inotevera.

1

Gadziriro zvirongwa zvinofanoitwa makanangana nechimwe chinhu chichazoitwa panguva inotevera.

Gadziriro yemuchato waTapiwa iri kufambira mberi zvakanaka.

Hazvisi nyore kungonyora pfupiso kubva mudetembo usina kuita gadziriro yakakwana.

Mhuri inoita gadziriro yakakwana, vachibatsirwa nevavakidzani nemadzisahwira.

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word