KwaunobvaDuramazwiGgadzirira

Duramazwi · chiito

gadzirira

mobilize · prepare · ready · setup

-nasirira

Zvinoreva

Kugadzirira kuita zvinodikanwa pakuzoita chimwe chinhu, nguva yechinhu chacho isati yasvika.

1

Kugadzirira kuita zvinodikanwa pakuzoita chimwe chinhu, nguva yechinhu chacho isati yasvika.

Maitakue naamai vavo vakafumo gadzirira.

Rako basa raperawo, gadzirira upenyu hutsva hwapano hwagurwa negurwe.

Akabika hake chikafu chake kwave kuzvidyira ainge atogadzirira kare zvake.

Zvakafanana

-nasirira

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word