KwaunobvaDuramazwiTtega

Duramazwi

tega

Zvinoreva

Kugadzirira kuita chinhu.

Kuti tega kururamisa pfuti kana rekeni pamhuka kuti ugoipfura.

1

Kugadzirira kuita chinhu.

Takanogara pakanzvimbo kedu tega paive pakavakirwa tichibva tatanga hedu kudya tichiita nyaya.

Tirivazodziwa venyu Jeso hamutisiye tega nezita raJesu Amen.

Kuti tega kururamisa pfuti kana rekeni pamhuka kuti ugoipfura.

2

Kana uchitega mapfiwa unenge uchiaronga zvakanaka, kuti ugokwanisa kugadzika poto pamoto.

3

Kana n'ombe yatega inenge yakakotamira musoro, yagadzirira kuti itungane neimwe.

4

Kana varwi varega pfuti vanenge vagadzirira kudziridza.

5

Kana munhu anoda kutakudzwa zvinorema atega, anenge asimbisa muviri wake kuti achizvitakudzwa kana kuti azvisimudze.

6

Kana mutambi wetsiva atega, anenge akamira achiita seakarerekera mberi kana kumashure, kuti asawa.

7

Kutega kusimukira kunoita munhu akagara, paya paanenge obudisa mweya.

8

Kuti tega kururamisa pfuti kana rekeni pamhuka kuti ugoipfura.

Takanogara pakanzvimbo kedu tega paive pakavakirwa tichibva tatanga hedu kudya tichiita nyaya.

Tirivazodziwa venyu Jeso hamutisiye tega nezita raJesu Amen.

Kuti tega kururamisa pfuti kana rekeni pamhuka kuti ugoipfura.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tegeduka

Kana ndiro ikategeduka inenge yarovera zvekubva pendi yokunze.

Verenga

Swipe for the next word