Kwaunobva/Duramazwi/T/tefura
Duramazwi
Kutefura kupa vanhu chikafu chakawanda zvikuru.
tega
Kugadzirira kuita chinhu.
tegeduka
Kana ndiro ikategeduka inenge yarovera zvekubva pendi yokunze.
tegemu
Kuti tegemu kurova nechibhakera zvakasimba.
Swipe for the next word