KwaunobvaDuramazwiNnhadzira

Duramazwi

nhadzira

-gadzira

Zvinoreva

Kunhadzira kuronga zvakanaka.

1

Kunhadzira kuronga zvakanaka.

Kana ukanhadzira mushini wanga wakafa kana usingachashandi zvakanaka, unenge wauita kuti unyatsoshanda zvakare.

2

Kana ukanhadzira mushini wanga wakafa kana usingachashandi zvakanaka, unenge wauita kuti unyatsoshanda zvakare.

Zvakafanana

-gadzira

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhafu

Kana munhu achinzi ane nhafu anenge ane mwoyo wokuda kudya oga asingapi, kana kusiyira vamwe.

Verenga

Swipe for the next word