Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achiti nha anenge achitora kasadza kadiki, achikakanda pamusoro pemukonde wesadza.
1
Kana munhu achiti nha anenge achitora kasadza kadiki, achikakanda pamusoro pemukonde wesadza.
Amai vakanga vava kuda kuti mwanakomana vawo achiroora, vaiti vakamubikira sadza, voti kamwe kasadza nha pamusoro wemukonde wake.
2
Kuti nha kutora nokukasika zvinenge zvine simba mukati.
Akati nha demo, ndokupinda musango.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhabvu
badminton
VerengaSwipe for the next word