Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ane nhafu anenge ane mwoyo wokuda kudya oga asingapi, kana kusiyira vamwe.
1

Mbigirwa chikafu chinochengetwa nemunhu ane nhafu, kuti agozodya ega vamwe vapedza.
Kana munhu achinzi ane nhafu anenge ane mwoyo wokuda kudya oga asingapi, kana kusiyira vamwe.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhahwa
Nhahwa chivakwa chinogadzirirwa kudzamba mvura kwechinguva chishomanana.
VerengaSwipe for the next word