KwaunobvaDuramazwiMmakaro

Zvinoreva

Makaro kunyanyoda zvekudya zvinopfuura mwero.

1

Makaro kunyanyoda zvekudya zvinopfuura mwero.

Mukotosi munhu ane makaro, anotarisira kupihwa doro nevanhu vaasingawanzonwa navo.

Kana munhu achinzi anorikita chikafu anenge achidya zvakanyanya, zvine makaro mukati.

Kana munhu aine muvhandu anenge aine makaro anoita kuti adye achikasika.

Zvakafanana

madyo · mbayo · mudongondo · rukaro

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

makasi

Makasi makadhi ekutambisa mutambo wenjuga.

Verenga

Swipe for the next word