Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ane mbau anenge ane tsika yokugaroda kuwana zvinhu zvakawanda kupfuura vamwe vose.
Mbau inhenga rinobayirwa pamuseve kuti usarereka paunenge wakandwa.

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbaura
Mbaura mugomo une maburi maburi, unoveserwa moto unozoita marasha ekudziya.
VerengaSwipe for the next word