KwaunobvaDuramazwiRruchiva

Duramazwi · zita

ruchiva

covetousness · enticement · lust · jealous

Zvinoreva

Ruchiva ipfungwa yekuda kuti chese chomumwe dai chava chako.

1

Ruchiva ipfungwa yekuda kuti chese chomumwe dai chava chako.

Ruchiva ipfungwa yekuda kuti chese chomumwe dai chava chako.

Mabviriro matangiro anoita zvinhu. Mabviriro ekuba ruchiva.

Zvakafanana

ruchochoro

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ruchochoro

Kana munhu achinzi ane ruchochoro anenge aine pfungwa yekuti chose chaaona chiine mumwe ototi dai chiri chake.

Verenga

Swipe for the next word