KwaunobvaDuramazwiRrudadiso

Duramazwi · zita

rudadiso

Zvinoreva

Rudadiso kunzwa kufara nokugutsikana pamusana pechinhu chakanaka chinokuita, kuti ukudzwe nokuyemurwa nevamwe.

1

Vanasikana vanopedza kosi dzavo pano vachizoroorwa zvakanaka vanopa rudadiso kwatiri tose.

Rudadiso kunzwa kufara nokugutsikana pamusana pechinhu chakanaka chinokuita, kuti ukudzwe nokuyemurwa nevamwe.

Zvine chekuita

rudado

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word