Duramazwi · zita
rudado
prestige · pride
Duramazwi · zita
prestige · pride
Rudado mweya unoita munhu wokunzwa kufara nokugutsikana nechimwe chinhu chaanacho, kana kuti chaanogona, kana kuti nezvaanenge ari.

Vanhu vasina rudado norudzi rwavo hapanawo anovaremekedza.
Rudado mweya unoita munhu wokunzwa kufara nokugutsikana nechimwe chinhu chaanacho, kana kuti chaanogona, kana kuti nezvaanenge ari.
Duramazwi
01 / 03rudano
Rudano itsika yekungoramba uchisheedza nekutuma vamwe iwe wakagara.
VerengaSwipe for the next word