Duramazwi · zita
rudekaro
relaxation · recreation
Duramazwi · zita
relaxation · recreation
Kana munhu ari parudekaro anenge ari panguva yokuzorodza muviri wake, asina kana chimwe chinenge chiri kumunetsa.
Kana munhu ari parudekaro anenge ari panguva yokuzorodza muviri wake, asina kana chimwe chinenge chiri kumunetsa.
Kana munhu akati rashu anenge akarara zvokuratidza rudekaro uye kuzorora.
Kubhara foo kugara pakakwirira wakaturikidza gumbo pamusoro perimwe, kazhinji kacho zvichiratidza rudekaro.
Kana vanhu vachinzi vakatambarara vanenge vaine rugare norudekaro.
Duramazwi
01 / 03rudembera
Rudembera itsika yokuda kunzwirwa urombo, uchitaurira vanhu matambudziko ako.
VerengaSwipe for the next word