KwaunobvaDuramazwiUudekaro

Duramazwi · zita

udekaro

udendemaro

Zvinoreva

Uku kutedza kwezvinhu, sezvinoita derere.

Udekaro kugara zvakanaka usina zvinokutambudza.

1

Uku kutedza kwezvinhu, sezvinoita derere.

Udekaro kugara zvakanaka usina zvinokutambudza.

Kana munhu akati rashu anenge akarara zvokuratidza rudekaro uye kuzorora.

Kana vanhu vachinzi vakatambarara vanenge vaine rugare norudekaro.

2

Udekaro kugara zvakanaka usina zvinokutambudza.

Udekaro kugara zvakanaka usina zvinokutambudza.

Kana vanhu vachinzi vakatambarara vanenge vaine rugare norudekaro.

Runyararo i-nguva yorudekaro pasina ari kukonana nomumwe.

Zvakafanana

udendemaro

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

udhadha

Kana munhu achinzi ane udhadha anenge akapusa, asingakwanisi kuita kana kuzadzikisa zvaanofanirwa kuita.

Verenga

Swipe for the next word