Duramazwi
rerutsa
belittle
-shova
Duramazwi
belittle
Kudzikisa uremu.
Kudzikisa uremu.
Imwe nzira inoitwa parufu kurerutsa nekunyaradza vafirwa kuridza ngoma nekuimba.
Madzisahwira nevaroora ndivo chete vanofanirwa kuita munemo kuitira kurerutsa rufu kuti vafirwa vasanyanyoremerwa nerufu urwu.
Kuti fumu chinhu kuchirerutsa kana kuita kuti chisaonekwa sechakakosha.
Kana munhu arerutsa mutoro anenge akamura zvinenge zvakatakurwa kuitira kuti zvasara zvisanetse kutakura.
Kana mudzidzisi arerutsa bvunzo anenge aiita kuti ive nyore zvokuti vadzidzi vakawanda vanogona kupasa.
-shova
Duramazwi
01 / 03reseneti
senate
VerengaSwipe for the next word