Duramazwi
reruka
lenient
-nyore-fumuka
Duramazwi
lenient
Kusarema.
Kusarema.
Kana ivhu rakafukudzika rinenge rakareruka, risisina kumandana kuita mavhinga.
Kana chinhu chakareruka chinenge chisingaremi kuchitakura.
Kana basa rakareruka rinenge risina kouma kuriita.
Basa rinoreruka kana makawanda.
Kureruka kusava nerukudzo kuvanyarikani kana vanhu vakuru.
Mwana akareruka anoonekwa nokutuka vakuru.
-nyore · -fumuka
Duramazwi
01 / 03rerutsa
belittle
VerengaSwipe for the next word