KwaunobvaDuramazwiRrerekera

Duramazwi

rerekera

Zvinoreva

Kuenda divi kwechinhu changa chakati twasa.

1

Kuenda divi kwechinhu changa chakati twasa.

2

Kana muti ukanzi wakarerekera chimwe chinhu zvinoreva kuti unenge wakatenhukira kwachiri.

Muti wakaro-hwa nemhepo ukabva warerekera kuwaya yehuku.

3

Kana nyaya ikanzi ine kwayakarerekera zvinoreva kuti inenge fine imwe kana dzimwe dzayakada kufanana nadzo.

Nyaya yamuri kutaura yenhoroondo dzemhuri yakarerekera kune yezvemitupo yatakataura musi uya.

4

Kana uchitaura wakarerekera rimwe divi renyaya ndiro raunenge uchitotsigira.

Mutongi wacho ainge otoratidza kuti akarerekera kudivi raMai Rati. zvakatoshamisa dare rose.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rerembuka

Kana zvinhu zvichirerembuka zvinenge zvichirera nokunamira, sezvakaita derere.

Verenga

Swipe for the next word