KwaunobvaDuramazwiMmukwidza

Zvinoreva

Mukwidza inzvimbo iri pakati peyakakwirira neyakadzikira. Mukwidza unowanikwa panzvimbo dzakaita semakomo, zvuru uye kana tichibva muchikova.

1

Mukwidza inzvimbo iri pakati peyakakwirira neyakadzikira. Mukwidza unowanikwa panzvimbo dzakaita semakomo, zvuru uye kana tichibva muchikova.

Mawere ndekunodzikira kwegomo kana mukwidza.

Takabatsirana kumukwidza pamubhedha ndichibva ndawarura magumbeze aive pasi.

Zvakafanana

makata · mudzamiko

Zvakasiyana

materu

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mukwidzi

Mukwidzi kamuti kane mapazi anotandira, kanoita maruva uye kanobereka vana vakaita vatema, vanodyiwa.

Verenga

Swipe for the next word