Duramazwi
Zvinoreva
Kufashanuka.
1
Kufashanuka.
Kana chinhu chakafashuka chinenge chakarerekera kana kuti chichidzika chichienda kwakarerekera.
Furadhi kufashuka kunoita rwizi kana nyanza mushure mekuzarisa.
Uku kubuda nokufashuka kweutsi kubva pamwe panhu. Utsi hwaiita utorotoro kubva pabhazi raitinhira.
2
Kufashaira.
3
Kana chinhu chakafashuka chinenge chakarerekera kana kuti chichidzika chichienda kwakarerekera.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fashukira
Kana zvinhu zviri kubikwa zvava kufashukira zvinenge zvapisisa zvokurasikira nepa-musoro pehari kana kuti pepoto.
VerengaSwipe for the next word