KwaunobvaDuramazwiFfata

Duramazwi · zita

fata

monk

mufundisi lamupikirirumemubhuradha-karira

Zvinoreva

Munhurume akapikira kusvondo.

Kufata kutora kana kutarisa chimwe chinhu, iwe usina chawaita kuti ukodzere kuva nacho.

1

Munhurume akapikira kusvondo.

Fata ndibaba vezvomweya vakapikira kushandira svondo.

Musvondo yeRoma fata munhurume anenge azvipira kusaroora nemhosva yokuti anoda kupedza nguva yake yose achishandira Mwari.

Kana munhu akapikira kuva fata kana sisita, anenge azvipira kushandira chechi, achiteedza mitemo yese pasina zvekudzokera shure.

2

3

4

(manje) Fata izita rinopihwa mukomana asingadi zvevasikana.

5

Kufata kutora kana kutarisa chimwe chinhu, iwe usina chawaita kuti ukodzere kuva nacho.

Fata ndibaba vezvomweya vakapikira kushandira svondo.

Musvondo yeRoma fata munhurume anenge azvipira kusaroora nemhosva yokuti anoda kupedza nguva yake yose achishandira Mwari.

Kana munhu akapikira kuva fata kana sisita, anenge azvipira kushandira chechi, achiteedza mitemo yese pasina zvekudzokera shure.

Zvakafanana

mufundisi la · mupikirirume

Zvine chekuita

mubhuradha · -karira

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fatarata

Kuti fatarata kudonha wapingwa nechimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word