Duramazwi
Zvinoreva
Kurara wakazvambarara usingapfakanyiki.
1
Kurara wakazvambarara usingapfakanyiki.
Kuti fatata kufa, kunyanya kana izvi zvangoerekana zvaitika vanhu vasingambofungiri.
Kuti fatata kudonha pasi wobva wazvambarara nedumbu.
Kuti fatata kunyatsorara, hope dzakakutsikirira.
2
Kuti fatata kunyatsorara, hope dzakakutsikirira.
3
Kuti fatata kufa, kunyanya kana izvi zvangoerekana zvaitika vanhu vasingambofungiri.
4
Kuti fatata kudonha pasi wobva wazvambarara nedumbu.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fatye
Fatye zihari kana kuti zigubhu zihombehombe rokuibvisa waini, rakakagadzirwa nemapuranga, kana kuti rakarukirirwa nemakavi.
VerengaSwipe for the next word