Duramazwi
Zvinoreva
Kuti pfodo kurova munhu nechibhakera kumeso.
Kuti pfodo kurara zvikuru, zvekuti pane chero chinoitika unogona kutadza kuchinzwa.
1

Kana uchiti munhu pfodo unenge uchimushunya zvinorwadza.

2

3

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfododza
Kupfizudza.
VerengaSwipe for the next word