Duramazwi02 / 03pfokochaKana munhu achipfokocha anenge achitiza nemudondo mune miti, makwenzi neuswa hwakawanda.Verenga→
Duramazwi03 / 03pfokochikaKupfokochika kufamba panzvimbo ine uswa, magwenzi nemiti zvakawanda, uye zvakabatana.Verenga→