KwaunobvaDuramazwiPpfokochika

Duramazwi

pfokochika

Zvinoreva

Kupfokochika kufamba panzvimbo ine uswa, magwenzi nemiti zvakawanda, uye zvakabatana.

1

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfokocho

Kuti pfokocho ruzha runoitwa nekufamba musango mune mauswa, miti nemashizha akadonha.

Verenga

Swipe for the next word