Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuboora.
Pfonda mutambo waitambwa nemukomana nemusikana vabve zera, vamwe vavo vachiuchira maoko vakavakomberedza.
1

2

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfondedza
Kana uchipfondedza chimwe chinhu unenge uchichipisa nemoto, kuti chigonyatsokwana paunenge uchida kuti chipinde.
VerengaSwipe for the next word