KwaunobvaDuramazwiPpfondoka

Duramazwi

pfondoka

-fonyoka-gomara-dumara-goba

Zvinoreva

Kana zvichinzi demo kana badza rapfondoka rinenge rakombera kumberi, risisina kupinza.

1

Kana zvichinzi demo kana badza rapfondoka rinenge rakombera kumberi, risisina kupinza.

Kana zvichinzi demo kana badza rapfondoka rinenge rakombera kumberi, risisina kupinza.

Zvakafanana

-fonyoka · -gomara · -dumara · -goba

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfondora

Kana ukapfondora demo unenge waritemesa pakaoma kana padombo panoita kuti rigobe.

Verenga

Swipe for the next word