Duramazwi
-fonyera-pfonyera
Zvinoreva
Kupeta kana kupfekera mukati.
1
Kupeta kana kupfekera mukati.
Kupfonyedza kuisa zvinhu zvakaita sehembe mune chimwe chinhu, dzisina kupetwa zvakanaka.
Kupfonyedza kuzadza chikafu mumuromo kana zvimwe zvinhu mumudziyo waunenge uchishandisa kuzvitakurira kana kuchengetera.
2
Kupfonyedza kuisa zvinhu zvakaita sehembe mune chimwe chinhu, dzisina kupetwa zvakanaka.
3
Kupfonyedza kuzadza chikafu mumuromo kana zvimwe zvinhu mumudziyo waunenge uchishandisa kuzvitakurira kana kuchengetera.
4
Kupfonyedza hembe kana bhurauzi.
Zvakafanana
-fonyera · -pfonyera
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfonyera
kuzvipinza mumutirauzi kana siketi.
VerengaSwipe for the next word